English
Manyika
Ndau
Shona
Hwayite Wadzidzi
Muvhuro, 25 Gunyana 2023
*Tiri kuda kusvitsa dzidziso iyi kuvanhu vose, pasi rose.* Chipo chako chinogona kubatsira pabasa iri. Unogona kuchituma neEcoCash pa: *151*2*5*58225# Mwari vakuropafadze
"Endani mufundise nyika dzetse, muwabhabhatidze muzita raBaba, ngereMurumbwana, naMwiya Mutsvene: Muwafundise zvetse zvandidokurayirani imwemwe: ndinemwe nguwa dzetse, kusvika kumagumo enyika. (Matiyo 28 ndima 19 kusvika 20).
Mundima yatavhura ndiyo muBhayibheri reNIV ringoti, �Saka endani mugadzire wadzidzi munyika dzetse....." Tenzi Jeso wadotirayira kuti tigadzire wadzidzi munyika dzetse. Mudzidzi mhunhu angoteyera mutungamiri wawo.
Saka kana munhu akaramba "kukuteyera", usharufanira kuyita kuti munhu iyeye ayite mudzidzi. Tarisiro yaTenzi ngeyekuti wanhu wayite wadzidzi wasu,wayitiperekedza ngekuteyedzera zviyito zvasu mukuyita zviro zvatidonzi ndiTenzi tiyite.
Muna 1 WaKorinde 11 ndima 1, Pauro adoti, �Iwani wateyeri wangu, tsezvo inene ndiriwo muteyeri waKristo. Hona kuti haana kuti,� Ndakuwunzani kuna Kristo, saka mhuteyereni. Uuba! Adonatsa kuti, �Nditeyereni ngekuti inene ndingoteerera Kristo Saka kana tawunza wanhu kuna Kristo, tingofanira kuwafundisa zvatingoyita, tiyiwabatsira kuti wapindwe ngetsika yekuyenda kukereke..
Ngawaziwe kuti kuwungana mumakereke zviro zvingofanira kuyitwa ngewaKristo wetse. Izvi tingozviwerenga muna Ruka 4 ndima 16). Utsagutsikane ngekundoti wawungane pangonga pane hurongwa hudoti kosheni basiba kukereke wayirekera kuwapo pazvirongwa zvetse. Wangofanira kuwa wadzidzi,saka kuti izvi zviyitike kwawari, ifefe tingofanira kuwatungamirira ngekuyita zviro kwazvo wayizotiteyedzerewo.
Namata Uyiti
Baba wandingoda, ndingonamatira wadowanda patsi retse awo watuneta pazviro zveMwiya; kuti moto wekudokwayira kwawo kuzviro izvi upfutitswezve, wakoshese nguwa yawo yekuhidzana naMwiya ngekuwerenga Soko. Kuti pawe ngekubatana, kutsigika pamwepo ngekuwandudzwa apo ifefe weKereke tirusvika pakubatana kwerutendo ngeruziwo rweMurumbwana waMwari. Muzita raJeso. Ameni.
Dzina Ndima Dzingotsinhira Shidzidzo Shenyamusi
Mabasa 6 ndima 7
Mabasa 11 ndima 22 kusvika 26
(Shidzidzo ishi shatorwa kubva mu:
Rhapsody of Realities (Manyika)
Ringonyorwa ndi:
Mufudzi Chris Oyakhilome DSc DD.
Mungoriwona pa: https://rhapsodylanguages.tniglobal.org/regions/
Zvina zvidzidzo mungozviwona pa: https://bit.ly/Shona_Church