Chigarwe
English
Ndau
Ndebele
Shona
Unofanire Kurarama SeMumwari
Mugovera, 17 Chivabvu 2025
*Tiri kuda kusvitsa dzidziso iyi kuvanhu vose, pasi rose.* Chipo chako chinogona kubatsira pabasa iri. Unogona kuchituma neEcoCash pa: *151*2*6*58225# Mwari vakuropafadze
Ndakaaita erudzi rwenyu. Sezvamakandiitawo werudzi rwenyu. Kuti afanane nesu (Johane 17 v 22).
Johane 17 ine munyengetero wainotipa. Uyu munyengetero wakaitwa naIshe Jesu. Apa Jesu akanga ari kunamata zvine shungu. akanga achangobva kuonekana neadzidzi awo. Nguwa yekusungwa kwawo yakanga yaa padhuze. achizondorowerwa paMuchinjikwa. Jesu akataridza kufarira adzidzi awo pamunyengetero uyu. achishuwa kuti adzidzi aya adziyirirwe. abatane. Futi asanangurwe.
Masoko atabeura nawo anotorwa mumunyengetero uyu. Masoko aya anoti, Ndakaaita erudzi rwenyu. Sezvamakandiitawo werudzi rwenyu. Kuti afanane nesu. Mashoko aya akadzama maningi. Iwo akatiita erudzi rwawo. Mwari ngaakudzwe. atsvene azhinji anonamata achiti, Nhai Mwari. Isu hatidi kutora mbiri yenyu. Izvi zvinoita sezvine musoro hazvo. Asi hazvina zvazvinorewa. Zvinopesana neSoko raMwari.
Jesu akaitwa erudzi rwaMwari. akabva atiitawo erudzi rwaMwari. Kurewa kuti tawawo nembiri yawo. Jesu pachawo ndiwo akataura kudai. Saka taa kufanira kurarama seVamwari. Tsvaka kuzwisisa izvi. Vapiri ekare aiwa nehembe dzaaishandisa. Muhembe idzi ndimo maiwa nesimba raMwari. Hembe idzi dzakanga dzichitaridza kururama. Hembe dzacho dzaitozi hembe dzekururama. Simba raMwari iri ndiro ratakapfekedzwa naJesu. Hareruya!
Saka rarama seMumwari. Kurewa kuti unofanira kushandisa pfuma yese yaakakupa. Asi kuda ungagara uchirwara. Kuda ungaa murombo. Kuda ungararama muzviwi. Unenge usiri kurarama hupenyu hweVamwari. Mwari akaronga kuti ukurire zvese zvaunosangana nazvo muhupenyu. Vakaronga kuti ugare wakapfuma. akaronga kuti uwe mutano sawo. akaronga kuti utonge muhupenyu. Hupenyu uhu ndihwo hwaunofanira kurarama. Simba rawo rinozoonekwa pahupenyu hwako. Unozowawo nepfuma zhinji.
Shandisa zvese zvawakapuwa naMwari. Usasiya zvimweni. Uri jinda raMwari. Wakatsaurwa. Wakasanangurwa. Wakachenurwa. Wakaitwaa munhu werudzi rweVamwari. Saka simba raMwari rinofanira kuonekwa pauri. Izvi ndizvo zvatinoziyiswa muna 1 Pita 2 v 9. Inoti, Asi imi muri rudzi rwakasanangurwa. Madzimambo. apiri. Rudzi rutsvene. anhu aakazviwanira. Kuti anokuonai arumbidze Mwari. Iwo akakutorai. akakubvisai murima. akakupinzai muchiedza chawo chinoshamisa.
Namata Uchiti
Baba akarurama. Ndinokutendai. Ini ndaa muna Muponesi Jesu. Saka makandiita munhu werudzi rwenyu. Handicharwari. Handichina chandinoshaiwa. Handichina chandinotya. Ndinoshinga kurarama seMumwari. Ndichiziya kuti makandipa pfuma yenyu. Muzita raJesu. Ameni.
Dzimweni vhesi Dzinotsigira Chidzidzo Chanamasi
Isaya 60:1-2
2 VaKorinte 3:18
1 Petro 2:9 AMPC
VaRoma 8:30
(Chidzidzo ichi chatorwa kubva mu:
Rhapsody of Realities (Chigarwe)
Rinonyorwa na:
Mufudzi Chris Oyakhilome DSc DD.
Munoriwana pa: https://rhapsodylanguages.tniglobal.org/regions/
Zvimwe zvidzidzo munozviwana pa: https://bit.ly/Shona_Church