7.am is finding a new home!
We're moving to
RhapsodyNow.co.za
. Please save the new site for quick access.
Chiraga
English
Manyika.Am
Ndau
Shona
Udotumwa Tseshapupu
Soto, 1 Kurume 2026,
*Tiri kuda kugumisa zvinofundiswa izvi kuvanhu veshe, pashi reshe.* Chipo chako chinokona kudetsera pamushando uyu. Unokona kuchitumira ngeEcoCash pa:: *151*2*6*58225# Mwari vakufumise*
Kudonga kune mwamuna adotumwa kubva kuna Mwari, zita rashe rayinzi Yohane (Yohane 1 ndima 6).
Wena wanhu wangoti hapana munhu angofanira kutawura ayiti, “Ndidotumwa ndiMwariba”, asi magwaro adotopedza ngenyaya iyeyo kara. Tenzi Yeso wadototi muna Yohane 20 ndima 21, “ Tsekutuma ndidoyitwa ndiBambo wangu, nenewo ndingokutumani.” Pamutsoro pezvo, tawerenga mundima iyo tawamba ndiyo kuti kudonga kune mwamuna adotumwa kubva kuna Mwari, zita rashe rayinzi Yohane. Saka, tsaYohane, newewo udotumwa ndiMwar tseshapupu.
Hawuri munhu angondodzungayira muupenyuba; uri nhumwe yaMwari. Uri mumiriri wedenga panyika: “Zvino ifefe tiri wamiriri waKristo” (2 WaKorinde 5 ndima 20). Uri mutakuri weshiyedza. Tsandizvo basiba, uri shiyedza: “Imwemwe muri shiyedza shenyika…” (Matewu 5 ndima 14). Udotumwa kuti uvhenekere nzira dzewanhu ngekuvhenekera marudzi ngesoko reruponeso rwaKristo.
Ramba kubvumira kana wani hashe kuti akupfunzire; udobarwa ngeshinangwa. Udowuya tsemupupuri kurudzi rwenguwa yako. Upenyu hwako hiSoko raMwari. Kuyita shapupu zvingotawura kuwawo ngewadzidzi. Murayiro waTenzi udonga usiri wekundowunza wanhu kuna Kristo basiba, asi kuwayitawo wadzidzi:
“Endani, mufundise marudzi etse, muwabhabhatidze muzita raBaba, ngereMurumbwana, ngeraMwiya Mutsvene; muwafundise kuchengeta zvetse izvo ndidokurayirani; ringani, ndinemwe nguwa dzetse, kusvikira kumagumo enyika. Ameni” (Matewu 28 ndima 19–20).
Izvezvo zvingotawura kuti awo ungosvikira ngevhangeri wangofanira kuteera ngekuchengeta rutendo urwo ungorarama iwewe. Wangofanira kufamba wayiteedzera iwewe mufundiso, mumunamato ngemubasa reuMambo. Wangofanira kuteera shiwono isho uruteera. Pauro adonzwisisa izvi apo adoti muna 1 WaKorinde 11 ndima 1, “Itani wateeri wangu, tsezvo inene ndiiteerawo Kristo”. Wadzidzi wediko wangotungamirira wena munzira iyo warufamba iwo pashawo. Wadzidzi wangoyita wena wadzidzi. Saka ramba udozvipira urambe uyishinga kuwunza wena kuna Kristo. Tawura ngeushingi pamutsoro perudayidzo rwako urambe udotendeka kubasa rako raMwari.
Munamato
Baba awo ndingoda, ndingokutendani ngekunditsarudza pamwepo ngekundituma tseshapupu kuzvibarwa zvenguwa yangu. Ndingofamba mushiyedza sheShoko ranu ndiyipangidza kupenya kwanu kwetse iyo ndingoyenda. Ndine wadzidzi kuburikidza ngesimba raMwiya wanu, ndiyiwafundisa ngekuwatungamirira munzira yekururama. Ndidoshinga parudayidzo rwangu ngekutendeka kubasa iro ndidopiwa, muZita raYeso. Ameni.
Dzina Ndima Dzekuwerenga Dzingotsinhira Shidzidzo Shenyamusi
Ruka 24:45-48; Mabasa 1:8; Mabasa 5:29-32
(Zvafundiswa izvi zvatorwa kubva mu:
Rhapsody of Realities (Manyika)
Rinonyorwa ndi:
Mufundisi Chris Oyakhilome DSc DD.
Munoriona pa: https://rhapsodylanguages.tniglobal.org/regions/
Zvimweni zvinofundiswa munozviona pa: https://bit.ly/Shona_Church