7.am is finding a new home!
We're moving to RhapsodyNow.co.za. Please save the new site for quick access.


Chigarwe English Manyika Ndau Shona 

Shipiri 10 Kurume 2026

Chipiri, 10 Kukadzi 2026,

*TAVA KUTSVAKA MUTADZI WEKUPEDZISIRA!. Mari yako inogona kutibatsira pabasa iri. Itume neEcoCash kuTNI Zimbabwe pa *151*2*7*58225# (Nyora Assembly seshoko rimwe chete)*

Hakuna Shingotsiwa Kubarwa Patsvaba

“Yeso wadopindura wayiti iyo ari, diko ndingoti kunemwe, Kunza kwekunga munhu abarwazve patsva, haakwanisi kuwona humambo hwaMwariba.” (Yohane 3 ndima 3).

Kune wanhu wangofunga kuti kana mabasa awo adonaka akawanda kudarika adonyangara, Mwari wangowatambira. Asi tsandi nyaya yemabasa adonaka ngeadonyangaraba, hinyaya yeizvo uri mukati. WaGaratiya 6 ndima 15 ingoti, “Ngekuti kuchechewudzwa hakuna izvo kungobatsiraba, kana kutsachechewudzwa, asi kuwa shisikwa shitsva." Kuwa shisikwa shitsva, une upenyu ngehunhu hwaMwari, ndizvo zvine shekuyita ngehukama hwako nawo.

Ndiyo ndawa imweyo Tenzi Yeso wadoti, “Mungofanira kubarwa patsva." Idzi dzidonga dzisiri nzero dzeshitendero kana fundiso yechechiba. Ndiyo basi nzira imwe yekuti uwe ngeupenyu husingaperiba. Wadoti, “Kunza kwekunga munhu abarwa patsva, haakwanis kuwona humambo hwaMwariba.” Parunzi munhu haakwanisi kupinda, kuziwa kana kunzwisisa huMamboba. HuMambo hwaMwari hwatitori panapa muna Yeso Kristo, asi hawukwanisi kuwamoba kusvikira basi wabarwa patsva.

Yohane 3 ndima 6, “Isho shidobarwa ngenyama hinyama, isho shidobarwa ndiMwiya mwiya.” Kubarwa patsva uku kusikwa patsva kwemwiya wemunhu ndiMwiya Mutsvene kuburikidza ngeSoko raMwari mumwiya mako. Ndiyo ndawa Tenzi wadoti,, “Mutsashamiswe ngekuti ndati kunemwe, Mungofanira Kubarwa patsva” (Yohane 3 ndima 7).

Hakuna ina nziraba. Tsandi zvekutsarudza kana kuti zvingodiwa ngemunhuba. Kana uruda kuwawo muhuMambo hwaMwari uhwu, ungofanira kubarwa patsva uyiwa umwe nawo. Hazvikwanisi kuyitika ngeina nziraba. Pena hawunobarwe patsvaba, ita munamato weruponiso zviyibva mumwoyo mako. Ipapo ipapo ungobva watoyita mupwere waMwari, upenyu husingaperiba huyibva hwaiswa mumwiya mako.

Munamato

Baba wangodikanwa, ndingokutendani ngeshipo sheruponiso kuburikidza ndiYeso Kristo. Ndingotawura kuti ndidobarwa patsva, ndiri shisikwa shitsva muna Yeso Kristo. Ndingofamba mudiko reupenyu hwaMwari ngekusenza muuMambo hwanu hweshiyedza, kururama ngekupenya. Ndingokutendani ngekundiyita umwe nemwe, muZita raYeso. Ameni.

Dzina Ndima Dzekuwerenga Dzingotsinhira Shidzidzo Shenyamusi
Tito 3:5; 2 VaKorinte 5:17; 1 Petro 1:23

(Zvafundiswa izvi zvatorwa kubva mu:
Rhapsody of Realities (Manyika)
Rinonyorwa ndi:
Mufundisi Chris Oyakhilome DSc DD.
Munoriona pa: https://rhapsodylanguages.tniglobal.org/regions/
Zvimweni zvinofundiswa munozviona pa: https://bit.ly/Shona_Church