7.am is finding a new home!
We're moving to
RhapsodyNow.co.za
. Please save the new site for quick access.
Chigarwe
English
Manyika
Ndau
Shona
Warongi Weupfumi HwaKristo
Mugubera, 14 Kukadzi 2026,
*TAVA KUTSVAKA MUTADZI WEKUPEDZISIRA!. Mari yako inogona kutibatsira pabasa iri. Itume neEcoCash kuTNI Zimbabwe pa *151*2*7*58225# (Nyora Assembly seshoko rimwe chete)*
"Asi mwawuya kuGomo reZiyoni, kuJerusarema rekudenga, kuguta raMwari mupenyu. Mwawuya kuzvuru ngezvuru zvengirozi dzisingawerengekiba, kuwungano huru ngechechi yedangwe, wadonyorwa kudenga...... (WaHebheru 12 ndima 2223).
Funga pamutsoro perudzi kana nyika iyo mungokara, ndiwana wani wangoronga ngezvehupfumi? Kune hurumende, wakuru wenyika ngeparamende ndiwo wangoronga mafambiro eupfumi. Bhayibheri ringotitawurira kuti ifefe tiri wewungano yepamutsoro ingonzi Wungano hombe yechechi yedangwe.
Zvirutawura kuti tati shikamu shemwiri wewaMwari ungoronga zvingoyitika muupfumi hwekudenga, upfumi hwaKristo. Zita reumwe ngeumwe wasu ridonyorwa kudenga. Hatiri wanhu wekunza kana kuti warundowona wadokara. Tiri warongi wangowona ngezvepfuma yaMwari panyika. Zvino iwewe urushayishani ngepfuma yaKristo, hurongwa hwaMwari hwekupa, kugowera ngekuronga ngeshinangwa shekuwunza ruponiso, makomborero ngetsanduko kunyika?
Pfuma yaKristo idorongerwa ruponiso ngekubudirira kwenyika, ifefe tisu wangoyiparadzira. Chirekera kufunga tsemunhu arumirira zvishamiso zvemare, senzesa Zita raYeso. Apo ungotawura, zviwanikwa zvingorongeka, misuwo ingovhurika, pfuma iyiita kuwerera kuwuya zvisingagumiba. Ndimo ungokara mudoshare, mukuwanda kukuru ngenyasha dzingopfachukira umo zvetse izvo ungoda zvingoramba zviyiwuya kuti uronge zvekukura ngekuwanzvira kwehuMambo. Hareruya!
Pupura Uyiti
Ndiri muparadziri wepfuma yaMwari, ndirufamba mukuramba upfumi huyiwuya ngekuwanda. Ndingosenza muungwaru hwekudenga ndiyitungamirira zviwanikwa kuti zvisenze kufambisira huMambo hwanu ngekuponeswa kwenyika. Ndingorarama ndiri mukuwanzvirwa kusingagumiba ngekubudirira, muZita raYeso. Ameni.
Dzina Ndima Dzekuwerenga Dzingotsinhira Shidzidzo Shenyamusi
VaFiripi 4:19; 2 VaKorinte 9:8;
(Zvafundiswa izvi zvatorwa kubva mu:
Rhapsody of Realities (Manyika)
Rinonyorwa ndi:
Mufundisi Chris Oyakhilome DSc DD.
Munoriona pa: https://rhapsodylanguages.tniglobal.org/regions/
Zvimweni zvinofundiswa munozviona pa: https://bit.ly/Shona_Church