English Manyika Nambya Ndau Ndebele Shona 


Munhu Mutsva, Adoruramiswa

China, 9 Gumiguru 2025

*Tiri kuda kusvitsa dzidziso iyi kuvanhu vose, pasi rose.* Chipo chako chinogona kubatsira pabasa iri. Unogona kuchituma neEcoCash pa: *151*2*6*58225# Mwari vakuropafadze

Saka kana munhu ati muna Kristo. Yati inawo mhuka. Itsva. Zvaadonga ari kara hazvisharipoba. Ringa uwone, zvatipo zvetse zvati zvitsva (2 WaKorinde 5 ndima 17).

Kana tiyitawura kuti Yeso wadobhadharira zvitadzo zvenyika yetse, ungofanira kunzwisisa kuti maKristo haaripoba apa ngekuti muKristo haawerengwi tsemutadziba. MaKristo ngerunawo rudzi ruri rwega, tsandi wepanyikaba. Wadowuya muhupenyu hutsva kuburikidza ngekupfa, kuwigwa ngekumuka kuwapfi kwaYeso Kristo.

Apo udotendera muna Yeso Kristo ngekupupura huMambo hwawo pamutsoro pehupenyu hwako, udosikwa patsva; kubarwa futi ngehupenyu hutsva: Zvidosharo,tidowigwa pamwepo naye ngekubhabhatidzwa mukupfa, kuti tsaKristo, apo adomutswa kubva kuwapfi ngesimba raBaba, ifefewo tingofanira kufamba ngehupenyu hutsva. (WaRoma 6 ndima 4). Ndizvo zvingotawura kuwa muKristo, uri shisikwa shitsva shidobarwa kubva mukumuka kuwapfi kuwuya kuhutsva hwehupenyu.

Ngekusharo, ungorarama tsemunhu adoruramiswa. Zvurutawurenyi kuti kururamiswa? Zvirutawura kunzi hawuna mhosvaba, kusunungurwa. Munhu adonga ane ndawa adopfa pamwepo naKristo pashipiyaniso. Apo Yeso wadomuka kubva kuwapfi, iwewe udobva wayita mupenyu wati mutsva. Munhu mutsva iyeye adosikwa mukururama ngekuyera kwediko.
WaRoma 4 ndima 25, kutawura Tenzi Yeso, ingotitawurira kuti "?wadoyiswa kurufu ngekuda kwekunyangadza kwasu, wayibva wamutswazve kuyitira kururamiswa kwasu." Mwari ngawakudzwe! Udoruramiswa ngendawa yekuti wati shisikwa shitsva. Ndiyo ndawa tiyiparidza Vhangeri ngekuchimbidza. Tiruda kuti wamuna ngewamai kwetse kwetse wawuye kuna Kristo wayite zvisikwa zvitsva. Tiruda kuti waziwe kuti wadoruramiswa ngekutizve muna Kristo, hawadomboraramazveba kara, wati rudziwo rutsva rusina nhorowondoba. .
Jemusi 1 ndima 18 ingoti, Ngekuda kwashe adotibara ngesoko rediko,kuti tiwe zvibarwa zvekutanga zvezvisikwa zvashe. Manzwi ekuti zvibarwa zvekutanga zvezvisikwa ayo angopangidza kuti uri weruna rudzi, rwewaMwari, rudotsarudzwa, rudokudzwa, rudoruramiswa. Hareruya!

Munamato

Baba awo ndingoda, ndingokutendani ngehupenyu hutsva muna Kristo. Ndiri shisikwa shitsva, shidoruramiswa, shipenyu kuna Mwari. Zviro zvekara zvadarika, zviro zvetse zvati zvitsva. Ndingorarama ndiyiziwa ngezvehunhu hwangu hwewaMwari, ndiyiburitsa kupenya ngekururama kwaMwari kwetse iyo ndingoyenda, muZita raYeso. Ameni.

Dzina Ndima Dzekuwerenga Dzingotsinhira Shidzidzo Shenyamusi:
Varoma 4 ndima 23 kusvika 25
Mabasa 13 ndima 38 kusvika 39
1 Pita 1 ndima 23

(Chidzidzo ichi chatorwa kubva mu:
Rhapsody of Realities (Manyika)
Rinonyorwa na:
Mufudzi Chris Oyakhilome DSc DD.
Munoriwana pa: https://rhapsodylanguages.tniglobal.org/regions/
Zvimwe zvidzidzo munozviwana pa: https://bit.ly/Shona_Church