English Manyika Nambya Ndau Ndebele Shona 


Kururama kwaMwari Munewe


Muvhuro, 13 Gumiguru 2025

*Tiri kuda kusvitsa dzidziso iyi kuvanhu vose, pasi rose.* Chipo chako chinogona kubatsira pabasa iri. Unogona kuchituma neEcoCash pa: *151*2*6*58225# Mwari vakuropafadze

Mufuke munhu mutsva, adosikwa adofanana naMwari pakururama, ngewutsvene hwediko (WaEfeso 4 ndima 24).

Kururama kunaka kwaMwari kurusenza munewe. HuMwari hungowonekwa munewe. Kufukurwa kwemwoyo waMwari, kusenza kwehupenyu ngerudo zvawo munewe. Kurarama zvidonaka kuburikira kwemabasa ekururama kuri munewe. Wadorurama, ndiwo kururama kwako. Wadokupa kururama kwaYeso Kristo: Asi Mwari awa ndiwo wadoyita kuti muwe muna Kristo Jeso. Iwo Kristo Yeso waya. Wadoyitwa ndiMwari kuti wayite nzero dzasu. Kururama kwasu. Kuyera kwasu. Ngerudzikinuro rwasu (1 WaKorinde 1 ndima 30).
Izvi ndizvo zvingokupa kumira naMwari zvidonaka. Kubarwa patsva uko udoyita, uri pamberi paMwari usina mhosvaba, kutukwa kana kudzikisirwa. Pamberi paMwari, tidoshinga, hatishiba. Tingorarama murudo nababa, tiyifamba mushayedza sheSoko rawo. Tingowaziwa, iwo wangotiziwawo; tati umwe nawo tsezviri muna WaRoma 5 ndima 1, Saka izvo tidoruramiswa ngekutenda, ngatiwe ngerugare kuna Mwari kuburikidza ndiTenzi wasu, Yeso Kristo." 1 WaKorinde 6 ndima 17 iyitiwo, "Asi uyo udobatanidzwa naTenzi wati mwiya umwe nawo." .

Kururama hupenyu hwako zvinozvi, hunhu hwako; watambira nyasha dzidowanda ngeshikomborero shekururama: Ngekuti kana ngekunyangadza kwemunhu umwe basi Rufu rudotonga muzita remunhu uyu. Umwe basi iyeye. Adonga atadza washo. Waya wadogashira nyasha dzidowanda. Wadopiwa shipo shekururama. Washatongawo muhupenyu hunohwu wayisenzesa Zita remunhu uya angonzi Yeso Kristo (WaRoma 5 ndima 17). Zvinozvi watukwanisa kufamba umo wari, udorurama une rugare naMwari.

Munamato

Baba awo ndingoda, ndingokutendani ngekundipa kururama kwanu: kukwanisa kurarama zvidonaka, kufunga zvidonaka ngekurarama mukuda kwanu kudonaka. Ndingofamba mukuziwa humwe hwangu nemwe ndisina kutukwaba kana kusha. Hupenyu hwanu ngerudo rwanu zvirusenza munene, zviyiburitsa zvibarwa zvekururama. Ndingotonga muhupenyu kuburikidza ndiYeso Kristo. Ameni.

Dzina Ndima Dzekuwerenga Dzingotsinhira Shidzidzo Shenyamusi:
Varoma 5 ndima 17
2 Vakorinde 5 ndima 21
Vafiripi 3 ndima 7 kusvika 9

(Chidzidzo ichi chatorwa kubva mu:
Rhapsody of Realities (Manyika)
Rinonyorwa na:
Mufudzi Chris Oyakhilome DSc DD.
Munoriwana pa: https://rhapsodylanguages.tniglobal.org/regions/
Zvimwe zvidzidzo munozviwana pa: https://bit.ly/Shona_Church